Bible App logo
Search Icon

Jeremiya 17:7-8

Jeremiya 17:7-8 SUB

Wakaropafadzwa iye munhu unovimba naJehovha, wakaita Jehovha chivimbo chake. Nokuti uchava somuti wakasimwa pamvura, unotuma midzi yawo kurwizi, usingatyi kana kupisa kuchisvika, asi mashizha awo achava matema; haungarangariri pagore rokusanaya kwemvura, kana kurega kubereka zvibereko.

Free Reading Plans and Devotionals related to Jeremiya 17:7-8