Bible App logo
Search Icon

Jeremiya 11:3-4

Jeremiya 11:3-4 SUB

uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, munhu usinganzwi mashoko esungano iyi, ngaatukwe,’ aya andakaraira madzibaba enyu nezuva randakavabudisa munyika yeIjipiti, muchoto chamatare, ndichiti, ‘Teererai izwi rangu, muzviite zvose sezvandakakurairai; ipapo muchava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wenyu;

Video for Jeremiya 11:3-4