Isaya 60:6
Isaya 60:6 SUB
Ngamera zhinji zhinji dzichakufukidza, nemhuru dzengamera eMidhiani neEfa; vose veShebha vachauya, vachauya nendarama nezvinonhuwira, vachaparidza kurumbidzwa kwaJehovha.