Isaya 58:9
Isaya 58:9 SUB
Ipapo uchadana, Jehovha uchakupindura; achadanidzira iwe, iye achati, ‘Ndiri pano.’ Kana uchibvisa pakati pako joko, nokutendeka nomunwe, nokutaura zvakaipa;