Bible App logo
Search Icon

Isaya 57:15-16

Isaya 57:15-16 SUB

Nokuti zvanzi noAkakwirira Ari kumusoro, anogara mukusingaperi, ane zita rinonzi Dzvene, “Ndinogara pakakwirira napanzvimbo tsvene, uye noano mweya wakapwanyika anozvininipisa, kuti ndiponesezve mweya woanozvininipisa, ndiponesezve mwoyo wowakapwanyika. Nokuti handingarwi nokusingaperi, handingatsamwi nguva dzose; nokuti mweya ungapera simba pamberi pangu, nemweya yandakasika.