Isaya 55:1
Isaya 55:1 SUB
“Nhai, imi mose mune nyota, uyai kumvura zhinji, noasina mari, uyai, mutenge mudye; zvirokwazvo, uyai mutenge waini nomukaka, musina mari, pasina mutengo.