VaHebheru 11:6
VaHebheru 11:6 SUB
Kana kusina kutenda hazvibviri kumufadza; nokuti anouya kuna Mwari, anofanira kutenda kuti iye aripo, uye kuti anopa vanomutsvaka mubairo wavo.