Bible App logo
Search Icon

VaHebheru 11:21

VaHebheru 11:21 SUB

Nokutenda Jakobho pakufa kwake akaropafadza mwanakomana mumwe nomumwe waJosefa; akanamata akasendamira pamusoro pomudonzvo wake.