VaHebheru 11:1-2
VaHebheru 11:1-2 SUB
Zvino kutenda ndirwo rusimbiso rwezvinhu zvatinotarisira, nechiratidzo chezvinhu zvatisingaoni. Nokuti naiko vanhu vakare vakapupurirwa zvakanaka.