Bible App logo
Search Icon

VaGaratia 4:6-7

VaGaratia 4:6-7 SUB

Zvino zvamuri vanakomana, Mwari akatuma Mweya woMwanakomana wake mumwoyo medu unodana, achiti, “Abha, Baba!” Saka iwe hauchiri muranda, asi mwanakomana, kana wava mwanakomana, wava mudyi wenhaka naMwari.