YouVersion Logo
Search Icon

Ezekieri 43:4-5

Ezekieri 43:4-5 SUB

Kubwinya kwaJehovha kukapinda mumba nenzira yesuwo rakatarira kurutivi rwamabvazuva. Mweya ukandisimudza, ukandiisa muruvanze rwomukati; zvino tarira, kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba.

Free Reading Plans and Devotionals related to Ezekieri 43:4-5