Ezekieri 37:4-5
Ezekieri 37:4-5 SUB
Zvino akatizve kwandiri, “Porofita pamusoro pamapfupa aya, uti kwaari, ‘Imi mapfupa akaoma, inzwai shoko raJehovha.’ Zvanzi naIshe Jehovha kumapfupa aya, ‘Tarirai, ndichapinza mweya mukati menyu, muchararamazve.