Ezekieri 2:2-3
Ezekieri 2:2-3 SUB
Zvino akati achitaura neni, Mweya ndokupinda mukati mangu, akandimisa namakumbo angu; ndikanzwa akanga achitaura neni. Iye akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, ndinokutumira kuvana VaIsiraeri, kumarudzi anomukira simba, akandimukira simba ini; ivo namadzibaba avo vakandidarikira, kusvikira zuva ranhasi.





