Mabasa aVapostori 9:15
Mabasa aVapostori 9:15 SUB
Asi Ishe akati kwaari, “Enda, nokuti iye mudziyo wakasanangurwa neni, kuti aende nezita rangu kuvahedheni, namadzimambo, nokuvana VaIsiraeri;