Bible App logo
Search Icon

2 VaKorinde 5:15-16

2 VaKorinde 5:15-16 SUB

zvino iye akafira vose, kuti avo vanorarama varege kuzozviraramira ivo, asi uyo akafa nokumutswa nokuda kwavo. Naizvozvo kubvira zvino hatitongozivi munhu panyama; uye kunyangwe takaziva Kristu panyama, kubvira zvino hatichamuzivi saizvozvo.