1 Timoti 1:9-10
1 Timoti 1:9-10 SUB
achiziva kuti murairo hauna kuitirwa wakarurama, asi vasina hanya nomurairo, navasingateereri, navasingadi Mwari, navatadzi, navasi vatsvene, navasina hanya naMwari, navanorova madzibaba, navanorova madzimai, navanouraya vanhu; nemhombwe, navanopombora navarume, navanoba vanhu, navanoreva nhema, navanopika nhema, uye kana chimwe chiriko chinopesana nedzidziso yakarurama;





