Bible App logo
Search Icon

1 Petirosi 5:8-9

1 Petirosi 5:8-9 SUB

Svinurai, murinde; muvengi wenyu Dhiabhori, anofamba–famba seshumba inorira, ichitsvaka waingaparadza. Mumudzivise, makamira nesimba pakutenda, muchiziva kuti kutambudzika ikoko kunoitirwa hama dzose dziri panyika.