1 VaKorinde 8:1-2
1 VaKorinde 8:1-2 SUB
Zvino, pamusoro pezvakabayirwa zvifananidzo, tinoziva kuti tose tinako kuziva. Kuziva kunouyisa kuzvikudza, asi rudo runosimbisa. Kana munhu achiti, “Ndinoziva chinhu,” agere kutongoziva sezvaakafanira kuziva.