1 VaKorinde 13:8
1 VaKorinde 13:8 SUB
Rudo harutongoperi; zvino kana kuri kuporofita, kuchabviswa; kana dziri ndimi, dzichaguma; kana kuri kuziva, kuchabviswa.