YouVersion Logo
Search Icon

Mapisarema 26:2-3

Mapisarema 26:2-3 BDSC

Ndiedzei, imi Jehovha, ndinzverei, nzverai mwoyo wangu nendangariro dzangu; nokuti rudo rwenyu rwuri pamberi pangu nguva dzose, uye ndinogara ndichifamba muzvokwadi yenyu.

Related Videos

Free Reading Plans and Devotionals related to Mapisarema 26:2-3