Mapisarema 139:23-24
Mapisarema 139:23-24 BDSC
Ndinzverei, imi Mwari, mugoziva mwoyo wangu; ndiedzei mugoziva kushuva kwendangariro dzangu. Muone kana musina nzira yakaipa mandiri, mugondifambisa munzira isingaperi.