Zvirevo 6:20-21
Zvirevo 6:20-21 BDSC
Mwanakomana wangu, chengetedza mirayiro yababa vako, uye usarasa kudzidzisa kwamai vako. Zvisungirire pamwoyo wako nokusingaperi; uzvishonge pamutsipa wako.