YouVersion Logo
Search Icon

Nahumi 1:3

Nahumi 1:3 BDSC

Jehovha anononoka kutsamwa uye ane simba guru; Jehovha haangasiye ane mhosva asina kurangwa. Nzira yake iri muchamupupuri nedutu, uye makore ndiwo guruva retsoka dzake.

Related Videos