YouVersion Logo
Search Icon

Mateo 24:9-11

Mateo 24:9-11 BDSC

“Ipapo muchaiswa kuna vanokutambudzai mugourayiwa, uye muchavengwa nendudzi dzose nokuda kwangu. Panguva iyoyo vazhinji vachadzokera shure kubva pakutenda uye vachamukirana vagovengana, uye vaprofita vazhinji venhema vachamuka uye vachanyengera vanhu vazhinji.

Free Reading Plans and Devotionals related to Mateo 24:9-11