YouVersion Logo
Search Icon

Isaya 42:16

Isaya 42:16 BDSC

Ndichatungamirira mapofu nenzira dzavasingazivi, nomumakwara avasina kuziva, ndichavatungamirira; ndichashandura rima rikava chiedza pamberi pavo uye ndichaita kuti nzvimbo dzakaipa dziti chechetere. Izvi ndizvo zvinhu zvandichaita; handizovasiya.

Free Reading Plans and Devotionals related to Isaya 42:16