YouVersion Logo
Search Icon

Ekisodho 20:9-10

Ekisodho 20:9-10 BDSC

Uchashanda mazuva matanhatu nokuita basa rako rose, asi zuva rechinomwe iSabata kuna Jehovha Mwari wako. Pazuva iroro hamufaniri kuita basa ripi zvaro, iwe kana mwanakomana wako, kana mwanasikana wako, murandarume wako kana murandakadzi wako, uye zvipfuwo zvako kana mutorwa ari mukati mamasuo ako.

Free Reading Plans and Devotionals related to Ekisodho 20:9-10