YouVersion Logo
Search Icon

2 VaKorinde 2:14-15

2 VaKorinde 2:14-15 BDSC

Asi Mwari ngaavongwe, anotikundisa nguva dzose pakufamba kwedu muna Kristu uye kubudikidza nesu anoratidza kwose kwose kunhuhwirira kworuzivo rwake. Nokuti isu tiri kunhuhwirira kwaKristu kuna Mwari pakati peavo vari kuponeswa nevari kuparara.

Free Reading Plans and Devotionals related to 2 VaKorinde 2:14-15