YouVersion Logo
Search Icon

Nziyo 42:1-2

Nziyo 42:1-2 SCLB

Sokusuwira mvura inoyerera – kunoita nondo, ndiko kukusuwirai kwandinoita, Mwari. Mweya wangu une nyota nemi Mwari, imi Mwari mupenyu. Ndichauya riniko ndizoona uso hwaMwari?