Nziyo 32:5
Nziyo 32:5 SCLB
Ndakareurura chitadzo changu kwamuri. Handina kuvanza uipi hwangu. Ndakati regai ndireurure zvikanganiso zvangu kuna TENZI. Imi makaregerera mhosva yechitadzo changu. Dzepfunde