YouVersion Logo
Search Icon

Nehemiya 7:1-2

Nehemiya 7:1-2 SCLB

Kuzoti zvino rusvingo rwavakwa kudaro, ndaisawo magonhi acho navachengetedzi vapamisuo mikuru, navaimbi navaRevhi vasarudzwa, ndakapa munun'una wangu Hanani naHananiya mutongi wakamuzinda kavarwi vehondo basa rokuona nezveJerusaremu pamusana pokuti aiva munhu ari pachokwadi uye anotya Mwari kupinda vazhinji.

Free Reading Plans and Devotionals related to Nehemiya 7:1-2