Jobhu 8:5-7
Jobhu 8:5-7 SCLB
Ukatsvaka Mwari uchinamata kuna iye Samasimba, kana uri mutsvene wakarurama, anotokusimukira achikupa mubayiro wopokugara pakanaka. Kutangisa kwako kungave kuduku zvako asi kumagumo kwazvo zvichava zvikuru.