Jobhu 8:20-21
Jobhu 8:20-21 SCLB
“Chinzwa, Mwari haarasi munhu asina mhosva. Iye haaitiwo ushamwari navanoita zvakaipa. Achakupa tsetswa zvokutoseka zvako. Nomuromo wako uchiita chikwee kuseka.