YouVersion Logo
Search Icon

Jobhu 34:10-11

Jobhu 34:10-11 SCLB

“Saka chindinzwai imi vanonzwisisa zviri kure kwazvo naMwari kuti aite zvakaipa kana kushaika kworuenzaniso pana Mwari nokuti anopa munhu mubayiro wezvaakaita achiita kuti munhu awane zvinokodzerana namaitiro ake.

Related Videos

Free Reading Plans and Devotionals related to Jobhu 34:10-11