Jobhu 20:4-5
Jobhu 20:4-5 SCLB
“Unoziva wani kuti kubvira pasi chigare, kubvira pakaiswa munhu panyika, rufaro rwavakaipa rupfupi. Kupembera kwavakang'ora ndekwechinguvana chete.