Jobhu 15:15-16
Jobhu 15:15-16 SCLB
Inga Mwari haavimbi navatsvene vake wani, Kunyange matenga chaiwo haana kuchena kwaari. Ko kutozotiwo zvake munhu akanyangara ane tsika dzakaora anonwa uipi semvura.