YouVersion Logo
Search Icon

Johani 13:14-15

Johani 13:14-15 SCLB

Zvino kana ini Tenzi nomudzidzisi wenyu ndakushambidzai tsoka kudai, imi munofanira kushambidzanawo tsoka. Nokuti ndatokupai muenzaniso izvozvi kuti muitewo zvandakuitirai.

Free Reading Plans and Devotionals related to Johani 13:14-15