YouVersion Logo
Search Icon

Dhanieri 5:25-28

Dhanieri 5:25-28 SCLB

“Zvakanyorwa apa zvacho ndezvizvi izvi. MENE MENE TEKERI UYE PARISINI. Zvazvinoreva ndezvizvi: MENE, zvinoreva kuti; Mwari averenga mazuva oumambo hwenyu akahusvitsa kumagumo. TEKERI zvinoreva kuti imi pachenyu maerwa pachikero mukawanikwa musina kukwana, PERESI, zvichireva kuti umambo hwenyu hwakakamuraniswa hukapiwa kuvaMidhi nevaPezhia.”

Free Reading Plans and Devotionals related to Dhanieri 5:25-28