YouVersion Logo
Search Icon

Varoma 14:11-12

Varoma 14:11-12 SCLBD

nokuti zvakanyorwa zvichinzi, “Hezvino ndakadai, ndizvo zviri kutaura Tenzi, ibvi rose richandigwadamira uye rurimi rwose rucharumbidza Mwari.” Naizvozvo mumwe nomumwe wedu achandozvidavirira pana Mwari.

Free Reading Plans and Devotionals related to Varoma 14:11-12