YouVersion Logo
Search Icon

Mariko 5:25-26

Mariko 5:25-26 SCLBD

Zvino paiva nomumwe mukadzi aiva nechirwere chebaro kwamakore gumi namaviri. Akanga aona nhamo mudzin'anga dzakawanda maaifamba, maakanga apedzera zvinhu zvake zvose asi pasina kana chiyamuro; akatenge otonyanya kurwara.

Free Reading Plans and Devotionals related to Mariko 5:25-26