YouVersion Logo
Search Icon

Mateu 6:6

Mateu 6:6 SCLBD

Asi kana iwe wava kunamata, pinda mumba mako uzarire gonhi rako unamate kuna Baba vako vari muchivande. Ivo Baba vako vanoona zviri muchivande, vachakupa mubayiro.

Video for Mateu 6:6