YouVersion Logo
Search Icon

Mateu 28:5-6

Mateu 28:5-6 SCLBD

Asi mutumwa akati kumadzimai, “Imi musatye henyu nokuti ndinoziva kuti murikutsvaka Jesu akaroverwa pamuchinjikwa. Haapo pano nokuti amuka sezvaakareva. Uyai muone paanga arere.