Mateu 18:2-3
Mateu 18:2-3 SCLBD
Jesu akatora mwana akamuisa pakati pavo akati, “Chokwadi chaizvo ndinoti kwamuri kana mukasapinduka muchiva savana vaduku hamumbopinda muumambo hwedenga.