YouVersion Logo
Search Icon

Maraki 3:11-12

Maraki 3:11-12 SCLBD

Ndichakumisirai mharadzi kuti irege kuparadza michero yevhu renyu uyewo mugirepisi wenyu, muminda hauzotadza kubereka. Ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo. Ipapo marudzi ose avanhu achakutii muri vanhu vakakomborerwa nokuti muchange muri munyika yorufaro. Ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo.

Video for Maraki 3:11-12

Free Reading Plans and Devotionals related to Maraki 3:11-12