Mabasa 15:8-9
Mabasa 15:8-9 SCLBD
Mwari anoziva mwoyo womunhu akazvitsigira nokuvapa Mweya Mutsvene sezvaakangoitawo kwatiri. Haana kumbotisianisa navo asi akachenesa mwoyo yavo nechitendero.