YouVersion Logo
Search Icon

Mabasa 11:23-24

Mabasa 11:23-24 SCLBD

Paakasvika akaona nyasha dzaMwari akafara. Akavakurudzira vose kuti varambe vakatendeka vakati kwati kwati nomwoyo wose kuna Tenzi. Bhanabhasi uyu aiva munhu akanaka azere naMweya nechitendero. Chikwata chikuru chakawedzerwa kuna Tenzi.

Free Reading Plans and Devotionals related to Mabasa 11:23-24