YouVersion Logo
Search Icon

Mabasa 11:17-18

Mabasa 11:17-18 SCLBD

Zvino kana Mwari akapa chipo chimwechetecho chaakapa kwatiri patakatenda muzita raTenzi Jesu Kristu. Ko ndiri aniwo zvangu ndaigona kumirisana naMwari.” Pavakanzwa izvi vakapwiswa vakarumbidza Mwari vachiti, “Saka Mwari anoitawo kuti vechirudzi vatendeuke vawane upenyu.”

Free Reading Plans and Devotionals related to Mabasa 11:17-18