YouVersion Logo
Search Icon

2 Nhoroondo 14:11

2 Nhoroondo 14:11 SCLBD

Asa akachema kuna Tenzi, Mwari wake achiti, “Tenzi we-e! Hakuna akaita semi angabatsire panenge pasangana vane simba navasina simba kudai. Tibatsireiwo Tenzi, Mwari wedu nokuti tinovimba nemi. Tauya kuzorwisa gurusvusvu ravanhu iri muzita renyu. Imi Tenzi ndimi Mwari wedu. Regai kuti munhu akukurirei.”

Video for 2 Nhoroondo 14:11

Free Reading Plans and Devotionals related to 2 Nhoroondo 14:11