Nziyo 77:1-2
Nziyo 77:1-2 SCLBC
Ndinoridza mhere kuna Mwari, mhere kuna Mwari kuti andinzwe. Nezuva rokutambudzika kwangu ndinotsvaka TENZI. Usiku ndinosimudza maoko angu ndisinganeti, mweya wangu unoramba kunyaradzwa.