Nziyo 70:5
Nziyo 70:5 SCLBC
Asi ini ndiri murombo nomunhu asina chaanacho kurumidzai kuuya kwandiri Mwari. Ndimi mubatsiri wangu nomununuri wangu TENZI musanonoke.