Nziyo 61:1-2
Nziyo 61:1-2 SCLBC
Mwari teererai chichemo changu munzwewo munamato wangu. Ndinodanidzira ndiri kwakaperera nyika ndavakurasa mwoyo. Ndikwidzei padombo rakareba kupinda ini